icon__search

Shingaira Uwane Korona

Shona Devotion

June 29, 2020 • Ps. Edson Bengura

Shingaira Uwane Korona / Perservere to get the crown
___________________________________________
Phillipians 3:12-14
'Kwete kuti ndatowana zvose izvi kare, kana kuti ndatokwana pakururama, asi ndinoshingaira kuti ndichibate icho chandakabatirwa naKristu Jesu. Hama dzangu, handisi kuti ndatochibata. Asi ndinoita chinhu chimwe: Ndinokanganwa zviri shure ndichivavarira zviri mberi, ndinoshingairira kuchinangwa chokupedzisira kuti ndiwane mubayiro wandakadanirwa naMwari kudenga muna Kristu Jesu.'

Chinangwa chako muupenyu ndechipi?

Kurudziro:
1. Mwari vachatisimbaradza. Isaiah 41:10
2. Hapana chingatiparadzanisa nerudo rwamwari Romans 8:38-39
3. Mwari vanesu Deut 31:6 (havangatisiye kana kutirasa) Tinashe, zita raJesu Emmanuel – God with us, even though I walk through the valley of the shadow of death

Mwari vane masaga nemasaga enyasha akachengeterwa iwewe